Used in other entries
“Ichi chimbuyu chitema chakaomarara, chinoboora matanda akaoma kana mbesa.”
from chipfukuto“Iyi inzvimbo inoyereswa, isingadzvarwi mbesa nokuti inenge ichinzi ndeyemidzimu.”
from dambakurimwa“mbesa”
from mbesanwa“Mupfudze uyu unokudza mbesa dzese.”
from -kudza“Iyi inzvimbo inenge yakatemwa miti namagwenzi, zvikapiswa kuti igorimwa mbesa.”
from gwatukwatu“Ndware matombo akati sandarara panopurirwa mbesa.”
from ndware