Used in other entries
“Chidembo chimhuka chakaenzana nekiti, chinobata mbeva chadzibudisira mweya wacho unonhuhwa kuti dzibude mumwena.”
from chidembo“Kuti dau kubuda kunoita mbeva kana chimwe chinhu kubva pachinenge chakamanikidzika.”
from dau“Mbeva yakati chirimbani dinhu ndokubva yabatwa.”
from dinhu“Tora mbanga yangu undisvitse, ndinoisira mbeva.”
from mbanga“Mwanza mwena unogara kana kupinda mbeva kana makonzo.”
from mwanza“Mhindya rutanda nekamukosi kanobata riva kuti rimire rakarerekera panenge pakateyewa mbeva kana shiri.”
from mhindya