Used in other entries
“Kana munhu akati kunyangwe anenge achireva, kuti kana zvakadaro izvozvo zviripo, zvinhu ngazvifambe chete.”
from kunyangwe“Ku kiya kuvhara nechisimbi kana kuti ganje, rinoti kana rabata unotozovhura bedzi nekamwana kesimbi kakagadzirirwa izvozvo.”
from -kiya“Munhu ano shoropodza anenge achitsvaga zvakanganiswa navamwe, achivaita sokuti havanzwisisi, nokungosimbirira kutaura izvozvo.”
from -shoropodza“Ku keta kusarudza zvipfuwo kana kuti zvimwewo zvinhu, zvaunoda uchizvibudisa mune zvimwe kuti ugotora izvozvo bedzi.”
from -keta“Kuti bedzi kureva kuti izvozvo chete pasina zvinowedzerwa.”
from bedzi