Used in other entries
“Mbada yakasvetukira muvhimi ikamukakabvura ganda kumeso.”
from -kakabvura“mbada”
from ingwe“Kuti nje nje nje kuva nemavara akawanda, sezvakaita mbada.”
from nje nje nje“Mwangato muti wakavezwa, unogona kuiswa chifananidzo cheshumba kana mbada, unowanzotakurwa nemasvikiro.”
from mwangato“Vakomana vakadzika mugomo vachiti wiriwiri kutiza mbada.”
from wiriwiri“Kuti nje nje nje kuva nemavara akawanda, sezvakaita mbada.”
from nje nje nje