Used in other entries
“Iri izwi rinoshandiswa pamunenge muchitengeserana, kana uchireva kuti nyakutenga wacho wanyanya kumurerutsira zvokuti iwe ndiwe waruza.”
from fumandiwe“Iri izwi rinoshandiswa kuratidza nguva yemangwanani pazuva rinotevera.”
from fume“Iri izwi rinotaurwa nomunhu anenge achifarira kana kurumbidza munhu anenge abudirira pane zvaanenge achiita, kana kuti anenge apona munjodzi.”
from gorokoto“Iri izwi rinoshandiswa kuratidza kushamiswa kana kushatiriswa nezvimwe zvinhu.”
from dhemeti“Izwi rokuti ndoga chirevauwandi.”
from chirevauwandu“Kana usingazivi zvinoreva izwi, unofanira kuzvitsvaka mudhikishinari.”
from dhikishinari