Used in other entries
“Aya mabhii makuru anowanzotorwa kwekutanga kwemazwi azere, achitoshandiswa kumirira mazwi iwaya.”
from chipfupiswa“Iyi iwaya inoshandiswa kubata hove, yakaomarara yakakombamiswa, iine muromo wakatesvera.”
from chirauro“Chiteyo iwaya kana tambo ine chishwe inoshandiswa kubata mhuka dzomusango.”
from chiteyo“Ndarira iwaya yakatenderera, inopfekwa mugumbo kana muruoko sechishongo.”
from ndarira“Meshi iwaya inorukwa kuti igovaka zvivakwa zvinenge zvirugwi zvehuku.”
from meshi