Shona Definition
tirege kuzonetsana tasvika. Ku kwana kuenzanirana kwemunhu nechipfeko chaanenge akapfeka. Hembe iyi ndakaipihwa namainini nokuti ivo vasimba zvokuti havachaikwani. Ku kwana nechinhu kuchinzwa zvakanyanya. Tanga takwana nenyota patazopuwa doro. Kana munhu achinzi haana ku kwana
English Translation
njere dzake dzinenge dzisingatori zvakanaka."
Cultural Context
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Danga in'ombe dzinobvisiswa mukuwasha sechimwe chikamu cheroora.”
from danga“Baba ava vakaripisa mukuwasha wavo makutukutu emazimari paakaroora mwana wavo ane dgigirii.”
from makutukutu“Mukuwasha paakanyimwa mukadzi nekuti akanga aramba kubvisa mari yerusimudzo, akakunjaira achienda kumota kwake, ndiye hutu.”
from -kunjaira“Pakuroora, mukuwasha anotenga majasi evabereki vemukadzi wake.”
from jasi“Mukuwasha akati nyare ataura shoko rinonyadzisira pana ambuya.”
from nyare“Pachivanhu, mukuwasha haatarisirwi kupedza roora nenguva imwe chete, anoita pashoma-pashoma.”
from Mukuwasha ibani / rimwe zuva unoputsikirapo