Browse Words
Shona Definition
Ku kopa kunyora zvinyorwa wakatarisa zvakanyorwa kare, uchizvinyora sezvazvakaita chaizvo, pasina chaunobvisa kana kuwedzera. Ku kopa kushandisa muchini unoburitsa zvinhu sezvazviri, uchiita zvokutora mufananidzo kubva pane rimwe pepa kuisa pane rimwe. Pandakawana basa vakandiudza kuti ndiuye ndakakopa zvitupa zvangu zvedzidzo, kuti ivo vagarewo nazvo.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.