Used in other entries
“Iko zvino somumaguta vanhu vogara vakangoita zvokuduka sembeva.”
from -duka“¯Makavhu akabikwa akasara zvino asingoti dabwa dabwa.”
from dabwa dabwa“Ku kangandika kufamba munhu achitsika pasi zvino mutsindo.”
from -kangandika“Hi-i, zvino hauna kukuvara?”
from hi-i“Zvino chiregai timbokuridzirai musambo werumba.”
from musambo“Zvinhu zvino semesa zvinhu zvinoita kuti unzwe kuda kurutsa.”
from -semesa