Used in other entries
“Ku bhabhadzira kurova nhengo yemuviri wemunhu kana mhuka zvinyoronyoro kuri kuratidza rudo kana kufarira.”
from -bhabhadzira“Ku gwama kubata zvinyoronyoro kana kwenguva shomanana.”
from -gwama“Kuti gumu kurovera pachinhu zvinyoronyoro.”
from gumu“Ku nengetedza kuteya riva zvinyoronyoro.”
from -nengetedza“Kuti nunuva nunuva kufamba zvinyoronyoro, munhu achiita saanoteta kutsika pasi.”
from nunuva nunuva“Basa rinoitwa zvinyoronyoro, zvisina chibatabishi kana mupakatiko ndiro rinowanzobudirira.”
from Moto mushoma / ndiwo unondombesa zviri mugapu