Used in other entries
“Kana zhou ichi chichidza inenge ichimhanya zvishoma.”
from -chichidza“Ku fukusa kuchera mwena zvishoma nezvishoma muvhu rakapfava.”
from -fukusa“Ku chomwaira kufamba mutsipa uri mudenga, uye munhu achienda zvishoma zvishoma.”
from -chomwaira“Ku chururudza kudira mvura zvishoma zvishoma pamaoko, mumwe achigeza.”
from -chururudza“Kuti dhindiziri kuwira pasi nokusvikotomukira mudenga zvishoma kwechinhu chinorema.”
from dhindiziri“Unoti dhiri-i kana uchiganyira n'ombe dzakasungwa kuti dzidzokere sure zvishoma.”
from dhiri-i