Used in other entries
“Ku tatapura kutangana nezvinhu zvanga zvisinei newe, zvichizopedzisira zvakunetsa.”
from -tatapura“Kuti tendereshe kungogara chero pawada, zvisinei nokuti wagara pane munhu here kana kwete.”
from tendeshere“Ku bizha kuzvipinza munyaya yausinei nayo kana kungoda kuziva -ziva zvisinei newe.”
from -bizha“Kuti tendereshe kungogara chero pawada, zvisinei nokuti wagara pane munhu here kana kwete.”
from tendeshere