Browse Words
Shona Definition
Ku duka kuhwanda kana kukotama kuti usaonekwi. Kana waka duka unenge ugere pakamanikidzika. Takangoita zvokuduka muchikona, imba yose yazara navanhu. Ku duka kugara mudzimba duku mamusinganyatsokwana. Iko zvino somumaguta vanhu vogara vakangoita zvokuduka sembeva.
English Translation
To crouch is to hide or bend down so as not to be seen. When you are crouching, you are in a cramped position. We were just crouching in the corner; the whole house was full of people. To crouch is to live in small houses where you don't really fit. Nowadays, like in cities, people just live cramped like mice.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.