DuraMazwi
Browse Words
Words

hi-i

Shona Definition

Izwi iri rinoshandiswa kutaridza kunzwira mumwe munhu urombo padambudziko raitika kwaari. Hi-i, zvino hauna kukuvara? Izwi iri rinoshandiswa kukusvidzira kuti vanhu kana mhuka dzirwe.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.