Used in other entries
“Gora ikiti yomusango inogona kudya huku kana zvimwe zvidiki zvinopfuwiwa pamba.”
from gora“Idzi ishungu dzokuda kuti zvimwe zvinhu zviitike.”
from chirakaraka“Kana munhu achiti dai anenge achishuvira kuti zvimwe zvinhu zviitwe kana kuti zviitike.”
from dai“Chisaka ndicho chinhu chinokonzeresa kuti zvimwe zviitike.”
from chisaka“Kana wa dzidza unenge waitirwa zvimwe zvinhu zvinokurwadza usingafungiri.”
from -dzidza“Ichi chinhu chinoshandiswa kudzivirira munhu kubva kune zvimwe zvinhu zvingangogona kumukuvadza.”
from chidziviriro