Used in other entries
“dai .”
from daro“Kana uchi demba zvawaita unenge uchizvisvora uchifunga kuti dai wanga waregera kuzviita.”
from -demba“Taidai takawana svondo isati yapindwa, dai asina kuti dododo achipfeka svutu yake.”
from dododo“Mwoyo wavo unoti dokwa dokwa kuti dai vawana nyama.”
from dokwa dokwa“dai .”
from denge“Dzidza munhu zvokuti nyangwe dai akafunga zvokukuitira chakaipa, unogona kuzviona kutangira asina kuchiita.”
from Nyamagumba simidza minhenga yezizi / agoonekwa mumhindo.