Used in other entries
“Uku kusangana kwomunhukadzi nemunhurume vane ukama huri pedyo, sezvakaita baba nemwanasikana wavo.”
from makunakuna“Hanzvadzi izwi rinoshandisa kuratidza ukama huripo pakati pevanakomana nevanasikana vababa naamai vamwe chete, kana vanakomana nevanasikana vomukoma nemuninina wababa kana wamai.”
from hanzvadzi“Pfuma yenhaka inoparaadza ukama.”
from nhaka“Rudo ukama huripo pakati pemukadzi nemurume, kana musikana nemukomana, zvinovaita kuti vade kugara vese.”
from rudo“Uramu ukama huri pakati pemukadzi nevanin'ina nevakoma vemurume wake, kana murume nevanin'ina nevakoma vemukadzi wake.”
from uramu“Uhwu ukama huri pakati pambuya kana sekuru nemwana wemwana wavo.”
from uzukuru