Used in other entries
“Mvura yedumburamashanga ikasanaya nhaka tinoita nzara kwakana.”
from dumburamashanga“Uyu munhu anenge achitungamirira panenge pachigarwa nhaka.”
from chigadzanhaka“nhaka”
from naka“Uku kutambidzanwa kunoitwa zvinhu kune anogara nhaka yasiyiwa neumwe.”
from musiyiranwa“Baba wenhaka munhu anogara nhaka achisara achichengeta vana vomufi.”
from baba wenhaka“Ukama hwokwamai hahudyiranwi pfuma zvakare hahugariranwi nhaka.”
from Ukama hwokwamai hahukanirwi nhaka