Browse Words
Shona Definition
Uhwu ukama huri pakati pambuya kana sekuru nemwana wemwana wavo. Uhwu ukama huri pakati patete nemwana wehanzvadzi yavo. Uhwu ukama huri pakati pasekuru nemwana wavatete kana wehanzvadzisikana.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.