Used in other entries
“Kana uchida kuti mombe ikwanise kukurimira, iite jekwa kuitira kuti isanyanya ukasha.”
from jekwa“Jenyenga kuva netsika yekukurumidza kushatirwa nekupindura vamwe zvine ukasha.”
from jenyengu“Kanha munhu achinzi ane chiki anenge achitaura mazwi ane ukasha kana kuti okutsvinya nguva dzose.”
from chiki“Kuti nyasa kupfava kungaita chinhu changa chakaomarara, kana kuti change chiine ukasha.”
from nyasa“Uyu murume murefu anotyisa, anoita ukasha kana adenhwa.”
from mvungurungu“ukasha”
from ukari