Shona Definition
Rudo mwoyo unofarira mumwe, paine ushamwari hwakakomba. Rudo ukama huripo pakati pemukadzi nemurume, kana musikana nemukomana, zvinovaita kuti vade kugara vese.
English Translation
Love is when a heart delights in another, with deep affection. Love is the relationship that exists between a woman and a man, or a girl and a boy, that makes them want to be together always.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku bhabhadzira kurova nhengo yemuviri wemunhu kana mhuka zvinyoronyoro kuri kuratidza rudo kana kufarira.”
from -bhabhadzira“Rudo kana mava kuenda kuhuni tora chijuzu changu ichi chakasimba ugonokunga hata.”
from -kunga“Nduma inhumbi dzinopananwa nemusikana nemukomana kuratidza rudo rwavo.”
from nduma“Uyu mushonga unonzi unoshandiswa nevadikanwi kukuchidzira rudo, kazhinji vanhukadzi vachiisira varume vavo muzvekudya kuti vavade zvikuru vasazombotarisa vamwe vakadzi.”
from mupfuhwira“Chipo naCharisi pavakadanana, vakapanana mifananidzo yavo kuratidza rudo rwavo.”
from mufananidzo“Iyi ihembe ingapihwe mumwe kana vanhu vapfimbana kuratidza rudo.”
from rundakuda