DuraMazwi
Browse Words
Words

hanzvadzi

Shona Definition

Hanzvadzi izwi rinoshandisa kuratidza ukama huripo pakati pevanakomana nevanasikana vababa naamai vamwe chete, kana vanakomana nevanasikana vomukoma nemuninina wababa kana wamai. hazvanzi

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries