Browse Words
Shona Definition
Kana chinhu chichiitika pakarepo chinenge chichiitika panzvimbo yachakamboitikira. Kana chinhu chichiitika pakarepo chinenge chichiitika panguva iyoyo inenge ichitaurwa nezvayo. chiriporipocho
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Kuti dzitya kudzima komwenje kana kwemoto pakarepo pawadzimwa.”
from dzitya“pakarepo, ipapo .”
from chiriporipocho“Mufundisi akataura nezvokunaka kwedenga zvokuti vakanga vakaterera vakademba kuendako pakarepo.”
from denga“Vakomana vechikoro vaitekedzara vari muchechi, vakatsiurwa pakarepo.”
from -tekedzara“Mwana akadaidza mai vake vakabva vangodavira pakarepo.”
from -daidza“Kana uchida kuparadza tsika yakaipa kana kuti chimwe chinhu chinonetsa vanhu, ibva wachipedza pakarepo usingaiti tsitsi nacho.”
from Rega kunera nyoka uchisiya rupinda.