DuraMazwi
Browse Words
Words

-pakatika

Shona Definition

Kana mhuka ichi pakatika inenge isina kugadzikana uye ichiratidzika kuti haisi kufarira zvairi kuda kuitwa. Mombe yakapakatika payaiva yoda kukamwa.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.