Browse Words
Shona Definition
Iyi inguva diki diki inobva yangoitika chinhu pakare ipapo. pakarepo, ipapo .
English Translation
This is a very short time where something happens immediately. Instantly, then.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Ku kwakura kubvuta chiriporipocho, chinhu chinenge chakabatwa nemumwe munhu, kana kuti chinenge chiri pane imwe nzvimbo.”
from -kwakura“chiriporipocho”
from pakarepo“Kuti denyu kunyangarika chiriporipocho uye zvachose.”
from denyu“Kuti buku kurutsa kunongoitika chiriporipocho munhu asingafungiri kuti angarutsa.”
from buku“Ku bvurubvujuka kumuka kunoita mhuka chiriporipocho.”
from -bvurubvujuka“Kuti buku kurutsa kunongoitika chiriporipocho munhu asingafungiri kuti angarutsa.”
from buku