DuraMazwi
Browse Words
Words

-daidza

Shona Definition

Kana munhu achi daidza anenge achiburitsa izwi achitaura zita, kuitira kuti ane zita iroro anzwe. Mwana akadaidza mai vake vakabva vangodavira pakarepo. -dana, -sheedza .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.