DuraMazwi
Browse Words
Words

papfupi

Shona Definition

Tinoshandisa papfupi kuratidza kuti hapana mutunhu murefu kubva panzvimbo iri kutaurwa nezvayo. Patiri kuenda papfupi chaizvo. Kana uchitaura ne papfupi , unenge uchiita zvokudimbudzira usingawanzi mazwi.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.