Used in other entries
“Ku gurira kutora nzira inodimbudzira kwaunoenda kuti mufambo upfupike.”
from -gurira“nharu Nhambwe mufambo mupfupi unofambika zviri nyore.”
from nhambwe“Mutanho mufambo unosvika maira imwe.”
from mutanho“Kure kure kunhu kunenge kuine mufambo mukuru chaizvo kubva pane munhu anenge achitaura.”
from kure kure