Used in other entries
“Uyu mudziyo une mubato murefu une kokupedzisira kwakakombwera, wokucheresa zvinhu zvakaita semunyu neshuga.”
from chipunu“Demo mudziyo une mubato”
from demo“Kapu kamudziyo kadiki kano mubato, kanoshandiswa kunwira tii, kana mvura, kana zvimwewo zvinwiwa.”
from kapu“Iyi ikapu yakakura zviri pakati nepakati, ine mubato, uye inoshandiswa pakumwa mvura kana doro.”
from hambarara“Hosho idende rine mubato, rinoboorwa roiswa tumabwe mukati, rinoridzwa pamwe chete nembira nengoma.”
from hosho“Kana mubato wemudziyo uchiti nguyu nguyu unenge uchifamba- famba usina kubatira zvakasimba.”
from nguyu nguyu