Browse Words
Shona Definition
Ichi ndechinobviswa pakutenga chinhu, kazhinji iri mari. muripo Ichi ndechinopihwa munhu anenge akushandira. muripo Ichi ndechinobviswa neanenge atadzira mumwe kuti mumwe wake amuregerere. muripo
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
Used in other entries
“Uyu mubhadharo unobviswa neanenge apara mhaka, sechiratidzo chekuti atenda kana kubvuma kuti akanganisa.”
from mabvumamhosva“Handwa chipo chaunopa mumwe munhu pasina kutarisira mubhadharo kana kuzochidzoserwa.”
from handwa“Hotera imba inotengeserwa vaenzi chikafu nezvinwiwa, uye ine dzimba dzokurara zvine mubhadharo.”
from hotera“mubhadharo muripo”
from mubayiro“Ku ripa kubvisa mari kana mubhadharo wokupa mumwe wawakakanganisira.”
from -ripa