Used in other entries
“Chinyadzo kuona mwana achituka mubereki.”
from chinyadzo“mubereki”
from mubari“Kana mubereki achi riritira mhuri, anenge achiichengeta achiipa zvekudya, zvipfeko nezvimwewo zvinoita kuti mhuri irarame.”
from -riritira“Umai kuva mubereki wechikadzi.”
from umai“Uyu mubereki wemuroora wako, kana kuti vabereki wemukwasha wako.”
from mukurungai“Iyi tsumo inorevawo kuti ishe kana kuti mubereki ndiye anodzivirira vana vake panguva yenjodzi.”
from Mupanje wekunze unodzivirira wemukati. (M)