Used in other entries
“Uyu mudziyo unosevenzeswa kucheka nokupfupisa zvinhu zvinenge zvakarebesa, chakaita sebanga, pinjisi, demo, chigero, nezvimwe zvakadaro.”
from chidimburiso“demo”
from dimuro“Demo risina kurodzwa rinorwadza kutemesa huni naro."”
from murefu“Ku guka kubva kunoita demo kana badza pamupinyi waro.”
from -guka“Ku ngura kusasimba kunoita demo kana badza mumupinyi, kana kuti zvinoita bhaudhi risisina kubata zvakanaka.”
from -ngura“Demo richitema rinoita ruzha zvokuti rinokoka vanhu romene.”
from Kurebesa muromo unodya chomwedzi / cherima hauchiwani.