DuraMazwi
Browse Words
Words

hambarara

Shona Definition

Iyi ikapu yakakura zviri pakati nepakati, ine mubato, uye inoshandiswa pakumwa mvura kana doro. Ndakanwa hambarara imwe chete ndikanzwa kudhakwa.

English Translation

This is a medium-sized cup, it has a handle, and it is used for drinking water or beer. I drank only one tot of strong liquor and felt drunk.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.