DuraMazwi
Browse Words
Words

mbereko

Shona Definition

Mbereko mucheka une mabhandi, wakagadzirirwa kusungirira mwana kumusana kana akaberekwa. Kuva ne mbereko kuva munhu anokwanisa kubereka kana kuti kuzvara vana.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries