DuraMazwi
Browse Words
Words

-kanyangadza

Shona Definition

Ku kanyangadza kusunga mbereko zvakasimba. Ku kanyangadza kuvhundunura nokubvanyangura zvinhu. Ku kanyangadza kudya komunhu anokara. -kabvura .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.