Used in other entries
“Kuti pfori kuenda kumwe kunhu kwakaita semusango kana nzvimbo itsva, wobva warasika.”
from pfori“Aya mazwi anotaurwa neanokumbira achiratidza kuti hakuna kumwe kwaangawana chaari kuda.”
from nyengetero“Kana muchi fambidzana munzira munenge muchienda kunhu kumwe chete, muri pamwe chete.”
from -fambidzana“Kuti handei kuudza waunenge kana vaunenge uinavo kuti muchibva pamunenge muri muchienda kumwe.”
from handei“Humbu zinyama rinomera pahuro pamusana pekushaya kumwe kudya.”
from humbu“Pamusha, munhu anogona kufawo sezvaangaite ari kumwe.”
from Hapana nyika isina rinda