DuraMazwi
Browse Words
Words

-kunda

Shona Definition

Ku kunda kubudirira mune zvawanga uchivavarira. Mwana wangu uya akazozvikunda zvechikoro gore rakapera. ANTONYMS - kundikana. Ku kunda kuva nani pane vamwe, kana kugona kuvadarika, pane zvamunenge muchiita mose.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.