Browse Words
Shona Definition
Kana vanhu vachi fambidzana vanenge vachiwirirana zvokuti vanopota vachishanyirana. Chinhu chakanaka kuti vavakidzani vave vanhu vanofambidzana. Kana muchi fambidzana munzira munenge muchienda kunhu kumwe chete, muri pamwe chete. Ndimirire ndimbopfeka, tigofambidzana kuenda kuchechi.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.