DuraMazwi
Browse Words
Words

kunge

Shona Definition

Kana munhu achiti chinhu chakaita kunge chimwewo chinhu, anenge achireva kuti zvinhu zviviri izvi zvakafanana. Mwana uyu akaita kunge amai vake pachimiro chake. sa- .

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries