Kuti kunduma kungogara munhu akafundumwara, asingatauri. Ukagoti kunduma wakanditarisa ndini ndati utukwe here?
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.