DuraMazwi
Browse Words
Words

-kunga

Shona Definition

Ku kunga kumona jira raunoisa mumusoro mako kuti ukwanise kutakura chimwe chinhu pamusoro. Rudo kana mava kuenda kuhuni tora chijuzu changu ichi chakasimba ugonokunga hata. Ku kunga kuva nechido chekuti zvimwe zvinhu zvifambe pamwe nekushandira zvinhu izvi nesimba. Kana uchida nezvaMaria, wotokunga mwana wamai. -shingirira .

English Translation

To tie is to fold the cloth you put on your head so that you can carry something on top. Rudo, when you go to fetch firewood, take my strong headscarf so you can tie the bundle of wood. To strive is to have the desire for certain things to work together and to work hard for these things. If you want Maria, strive to win her over. - be persistent.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.