Used in other entries
“Gora ikiti yomusango inogona kudya huku kana zvimwe zvidiki zvinopfuwiwa pamba.”
from gora“Nyama yakawanda madzira hainaki kudya.”
from dzira“Dovi kudya kwakatsetseka kunogadzirwa nenzungu dzinotanga dzakangwa dzozokuyiwa.”
from dovi“Isai mushonga uyu mudura, kuitira kuti zvipfukuto zvirege kudya chibage chenyu.”
from chipfukuto“Chizi kudya kunogadzirwa neruomba rwemukaka.”
from chizi“Uku kudya kwamanheru vanhu vasati vavata.”
from chirairo