Dzira katambo katete kakareburuka kanotevedza urefu hwemachinokura chiri semunyama, kana mbambaira yachembera. Nyama yakawanda madzira hainaki kudya.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
“-buruka, - dzira, -dzika .”