Browse Words
Shona Definition
Ku kudziridza kuvakirira zvimwe zvinhu kuti zvibudirire kana kusimukira. Chingava chinhu chakanaka kuti vanhu vatema vakudziridze tsika dzechivanhu dzakanaka, dzekubatsirana mumatambudziko.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.