DuraMazwi
Browse Words
Words

-kuhumura

Shona Definition

Kana munhu achi kuhumura muchero mumuti anenge achiudonhedza wakawanda chaizvo. Pakafa ambuya vangu, musha wese wakasara woti angoda okuhumurawo mengo pamusha pedu. -kushumura . Ku kuhumura kudziura kana kukwatanura chinhu changa chakavhara, kana kuti changa chakanamira.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.