Browse Words
Shona Definition
Ku kudza kuita kuti chirimwa kana chimwewo chinhu chisimukire kana kuti kuita chihombe. Mupfudze uyu unokudza mbesa dzese. Ku kudza munhu kumuonera pamusorosoro, uchimupa chinzvimbo chikuru pane zvaanoita kana zvaakaita. VaShona vanokudza madzimai chaizvo nekuti anovaberekera vana, rudzi ruchiramba ruchisimukira. -remekedza . ANTONYMS -svora.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.