Browse Words
Shona Definition
Kuti kuhumu kudonhedza michero yakawanda kubva mumuti nguva imwe. Mhepo yakauya yakawanda chaizvo, zvekuti yakasiya yati mazhanje kuhumu, pasi rakata. Kuti kuhumu kubva kana kukwatuka kwechinhu changa chakavhara kana kuti chakanamira.
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.