DuraMazwi
Browse Words
Words

chiremera

Shona Definition

Izvi ndezvaunoita nezvauri zvinoita kuti vanhu vangokukudza voga. Vanhu vane mutsa wanowanzova nechiremera.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.

Used in other entries