DuraMazwi
Browse Words
Words

fatata

Shona Definition

Kuti fatata kunyatsorara, hope dzakakutsikirira. Kuti fatata kufa kunyanya kana izvi zvangoerekana zvaitika vanhu vasingambofungiri. Kuti fatata kudonha pasi wobva wazvambarara nedumbu.

Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.