Browse Tsumo
Shona Definition
Kana munhu achishandisa chinhu chisiri chake kana kuti chinhu chokukumbira, akafanira kukurumidza nokuti anogona kuchitorerwa nomuridzi wacho panguva yaanenge achichishandisa iyoyo.
English Translation
Whatever you have borrowed should be put to use quickly, since the owner may come to reclaim it at any moment.
Cultural Context
“Quoted of a man who has borrowed oxen for ploughing and may even work them on chisi, the traditional day of rest.”
Entries are reviewed by language experts. Thank you for your contribution to Shona literature.
This is a variant of
Chisi chako / kuita musoko-musoko / unodya wakatarisa kumusuoWhat does not belong to you you eat in hurried mouthfuls, with your eyes on the doorway.